Revhitiko 14:48 BDMCS

48 “Asi kana muprista akauya kuzoiongorora, akaona kuti maperembudzi haana kupararira mumba mushure mokunge yadzurwa, achati imba yakachena nokuti maperembudzi aenda.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 14

Maonero Revhitiko 14:48 akapoteredza