Revhitiko 15:10 BDMCS

10 uye ani naani achabata zvinhu zvanga zviri pasi pake achava asina kuchena kusvikira manheru; ani naani anonhonga zvinhu izvozvo anofanira kusuka nguo dzake agoshamba nemvura, uye achava asina kuchena kusvikira manheru.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 15

Maonero Revhitiko 15:10 akapoteredza