Revhitiko 25:2 BDMCS

2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda munyika yandichakupai, nyika pachayo inofanira kucherechedza sabata kuna Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 25

Maonero Revhitiko 25:2 akapoteredza