4 Ndichingopfuudzana navo ndakabva ndamuwana, iye anodiwa nomwoyo wangu. Ndakamubata ndikasamuregedza kusvikira ndaenda naye kumba kwamai vangu, kuimba yaavo vakandibereka.
Verenga chitsauko zvakakwana Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 3
Maonero Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 3:4 akapoteredza