Zefania 1:12 BDMCS

12 Panguva iyoyo ndichanzvera Jerusarema nomwenje; uye ndicharanga vaya vagere zvavo, vakaita sewaini yakasiyiwa mumasese ayo, vanofunga kuti, ‘Jehovha hapana zvaangaita, zvakanaka kana zvakaipa.’

Verenga chitsauko zvakakwana Zefania 1

Maonero Zefania 1:12 akapoteredza