Zekaria 8:12 BDMCS

12 “Mbeu ichakura zvakanaka, muzambiringa uchabereka zvibereko zvawo, nyika ichabereka zvirimwa zvayo, uye matenga achaburutsa dova rawo. Ndichapa zvinhu zvose izvi senhaka kuna vakasara vavanhu ava.

Verenga chitsauko zvakakwana Zekaria 8

Maonero Zekaria 8:12 akapoteredza