1 Johani 1:1 BDMCS

1 Izvo zvakanga zviripo kubva pakutanga, izvo zvatakanzwa, zvatakaona nameso edu, zvatakatarira uye zvatakabata namaoko, izvozvi ndizvo zvatinoparidza zveShoko roupenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 1

Maonero 1 Johani 1:1 akapoteredza