1 Johani 2:11 BDMCS

11 Asi ani naani anovenga hama yake ndiye ari murima uye anofamba murima; haazivi kwaanoenda, nokuti rima rakamupofumadza.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 2

Maonero 1 Johani 2:11 akapoteredza