16 Nokuti zvinhu zvose zviri munyika zvinoti kuchiva kwemunhu, kuchiva kwameso uye kuzvikudza nokuda kwezvaanazvo munhu nezvaanoita, hazvibvi kuna Baba asi zvinobva kunyika.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 2
Maonero 1 Johani 2:16 akapoteredza