1 Johani 2:28 BDMCS

28 Uye zvino, vana vanodiwa, rambai muri maari, kuitira kuti paanoonekwa tive nokushinga uye tisinganyadziswi pamberi pake pakuuya kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 2

Maonero 1 Johani 2:28 akapoteredza