1 Johani 3:1 BDMCS

1 Tarirai kukura kworudo rwatakaitirwa naBaba, kuti tinzi vana vaMwari! Uye ndizvo zvatiri! Chinoita kuti nyika itadze kutiziva ndechokuti haina kumuziva iye.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 3

Maonero 1 Johani 3:1 akapoteredza