1 Johani 3:12 BDMCS

12 Musaita saKaini, akanga ari wowakaipa uye akaponda munun'una wake. Uye akamuurayireiko? Nokuti mabasa ake akanga akaipa uye omunun'una wake akanga akarurama.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 3

Maonero 1 Johani 3:12 akapoteredza