1 Johani 3:14 BDMCS

14 Tinoziva kuti takabva murufu tikaenda muupenyu, nokuti tinoda hama dzedu. Ani naani asingadi anogara murufu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 3

Maonero 1 Johani 3:14 akapoteredza