1 Johani 3:6 BDMCS

6 Hakuna munhu anogara maari anoramba achingotadza. Hakuna munhu anoramba achitadza, kana akamuona kana akamuziva.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 3

Maonero 1 Johani 3:6 akapoteredza