8 Uyo anoita zvakaipa ndowadhiabhori, nokuti dhiabhori akanga achingotadza kubva pakutanga. Mwanakomana waMwari akaonekwa nokuda kwaizvozvi kuti aparadze basa radhiabhori.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 3
Maonero 1 Johani 3:8 akapoteredza