10 Urwu ndirwo rudo: kwete kuti isu takada Mwari, asi kuti iye akatida uye akatuma Mwanakomana wake kuti ave chibayiro chinoyananisa zvivi zvedu.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 4
Maonero 1 Johani 4:10 akapoteredza