12 Hakuna munhu akatongoona Mwari; asi kana tichidanana, Mwari anogara matiri, uye rudo rwake runokwaniswa matiri.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 4
Maonero 1 Johani 4:12 akapoteredza