1 Johani 4:18 BDMCS

18 Murudo hamuna kutya. Asi rudo rwakakwana runodzinga kutya, nokuti kutya kune chokuita nokurangwa. Munhu anotya haana kukwaniswa murudo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 4

Maonero 1 Johani 4:18 akapoteredza