20 Kana munhu achiti, “Ndinoda Mwari,” asingadi hama yake, murevi wenhema. Nokuti ani naani asingadi hama yake yaakaona, haagoni kuda Mwari, waasina kumboona.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 4
Maonero 1 Johani 4:20 akapoteredza