1 Johani 4:3 BDMCS

3 asi mweya wose usingapupuri Jesu haubvi kuna Mwari. Ndiwo mweya waandikristu, wamakanzwa kuti uri kuuya uye kunyange iye zvino watova munyika.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 4

Maonero 1 Johani 4:3 akapoteredza