6 Isu tinobva kuna Mwari, uye ani naani anoziva Mwari anotinzwa; asi ani naani asingabvi kuna Mwari haatinzwi. Izvi ndizvo zvinoita kuti tizive mweya wechokwadi nomweya wenhema.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 4
Maonero 1 Johani 4:6 akapoteredza