1 Johani 5:18 BDMCS

18 Tinoziva kuti mumwe nomumwe akaberekwa naMwari haarambi achiita chivi; uyo akaberekwa naMwari anomuchengeta zvakanaka, uye akaipa haagoni kumukuvadza.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Johani 5

Maonero 1 Johani 5:18 akapoteredza