1 Petro 1:18 BDMCS

18 Nokuti munoziva kuti hamuna kudzikinurwa nezvinhu zvinoora, zvakadai sesirivha kana goridhe, kubva paupenyu hwenyu husina maturo, hwamakagamuchira kubva kumadzitateguru enyu,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 1

Maonero 1 Petro 1:18 akapoteredza