1 Petro 1:7 BDMCS

7 Izvi zvakauya kuitira kuti kutenda kwenyu, kunokosha kupfuura goridhe, rinoparara kunyange zvaro rakanatswa nomoto, kuwanikwe kwakakwana uye kuve kunorumbidzwa, kunobwinya uye kunokudzwa pakuratidzwa kwaJesu Kristu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 1

Maonero 1 Petro 1:7 akapoteredza