1 Petro 2:9 BDMCS

9 Asi imi muri vanhu vakasanangurwa, uprista hwamambo, rudzi rutsvene, vanhu vaMwari chaivo, vaakadana kuti muparidze kunaka kwaiye akakudanai kuti mubve murima, muuye muchiedza chake chinoshamisa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 2

Maonero 1 Petro 2:9 akapoteredza