1 Petro 3:7 BDMCS

7 Saizvozvo, varume, garai zvakanaka navakadzi venyu, uye muvabate norukudzo somudziyo usina simba uye savadyi venhaka pamwe chete nemi, yechipo chinokosha choupenyu, kuti parege kuva nechinodzivisa minyengetero yenyu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 3

Maonero 1 Petro 3:7 akapoteredza