1 Petro 4:3 BDMCS

3 Nokuti nguva yakapfuura yakaringana kare yamakapedza muchiita kuda kwavahedheni yamairarama muutere, kuchiva, kudhakwa, kutamba kwakaipa, kuraradza nokunamata zvifananidzo zvinonyangadza.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 4

Maonero 1 Petro 4:3 akapoteredza