1 Petro 4:6 BDMCS

6 Nokuti nokuda kwaizvozvi vhangeri rakaparidzwa kunyange nokuna vakafa, kuitira kuti vagotongwa nomutowo wavanhu nokuda kwenyama, asi vagorarama nomutowo waMwari nokuda kwomweya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Petro 4

Maonero 1 Petro 4:6 akapoteredza