1 Timoti 1:18 BDMCS

18 Timoti, mwanakomana wangu, ndinokupa murayiro uyu maererano nezvakaprofitwa kare pamusoro pako, kuti kana ukautevera ucharwa kurwa kwakanaka.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 1

Maonero 1 Timoti 1:18 akapoteredza