1 Timoti 1:20 BDMCS

20 Vamwe vavo ndiHimenio naArekizanda, avo vandakaisa kuna Satani kuti vadzidziswe kuti varege kumhura Mwari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 1

Maonero 1 Timoti 1:20 akapoteredza