1 Timoti 1:9 BDMCS

9 Tinozivawo kuti murayiro hauna kuitirwa vakarurama asi vanodarika murayiro navanomukira, vasina umwari navatadzi, vasiri vatsvene navasina chinamato; vaya vanouraya vanababa vavo kana vanamai vavo, vanouraya vanhu,

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 1

Maonero 1 Timoti 1:9 akapoteredza