1 Timoti 3:16 BDMCS

16 Pasina kana mubvunzo, chakavanzika choumwari chikuru kwazvo:Iye akaratidzwa panyama,akaruramiswa noMweya,akaonekwa navatumwa,panyika vakatenda kwaari,akakwidzwa mukubwinya.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 3

Maonero 1 Timoti 3:16 akapoteredza