1 Timoti 6:10 BDMCS

10 Nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvose. Vamwe vanhu vanoda mari zvikuru, vakatsauka kubva pakutenda uye vakazvibaya neshungu zhinji.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 6

Maonero 1 Timoti 6:10 akapoteredza