1 Timoti 6:15 BDMCS

15 uyo achazoratidzwa naMwari panguva yake iye Mwari, iye oga Mutongi akaropafadzwa, Mambo wamadzimambo naIshe wamadzishe.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 6

Maonero 1 Timoti 6:15 akapoteredza