1 Timoti 6:5 BDMCS

5 uye nokupesana kusingaperi pakati pavanhu vane murangariro wakaora, vakabirwa zvokwadi uye vanofunga kuti umwari inzira yokuwana nayo mari.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Timoti 6

Maonero 1 Timoti 6:5 akapoteredza