10 Ndinokukumbirai zvikuru, hama, muzita raIshe wedu Jesu Kristu, kuti imi mose mutaure chinhu chimwe, kuti pakati penyu parege kuva nokupesana uye kuti mubatanidzwe zvakanaka pamurangariro mumwe nomukufunga.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 1
Maonero 1 Vakorinde 1:10 akapoteredza