20 Kwete, asi zvibayiro zvavahedheni zvinopiwa kumadhimoni kwete kuna Mwari, uye ini handidi kuti mugovane namadhimoni.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 10
Maonero 1 Vakorinde 10:20 akapoteredza