1 Vakorinde 11:15 BDMCS

15 asi kuti kana mukadzi ane bvudzi refu, ndiko kubwinya kwake? Nokuti bvudzi refu rakapiwa kwaari kuti rive chifukidzo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 11

Maonero 1 Vakorinde 11:15 akapoteredza