1 Vakorinde 12:13 BDMCS

13 Nokuti tose takabhabhatidzwa noMweya mumwe mumuviri mumwe, vangava vaJudha kana vaGiriki, varanda kana vakasununguka, uye tose tikapiwa kuti tinwe Mweya mumwe.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 12

Maonero 1 Vakorinde 12:13 akapoteredza