3 Naizvozvo ndinokuudzai kuti hakuna munhu anotaura noMweya waMwari anoti, “Jesu ngaatukwe.” Uye hakuna munhu anoti, “Jesu ndiye Ishe,” asi naMweya Mutsvene.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 12
Maonero 1 Vakorinde 12:3 akapoteredza