1 Vakorinde 13:3 BDMCS

3 Kana ndikagovera zvose zvandinazvo kuvarombo uye kana ndikaisa muviri wangu kuti upiswe, asi kana ndisina rudo, hazvindibatsiri chinhu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 13

Maonero 1 Vakorinde 13:3 akapoteredza