1 Vakorinde 14:15 BDMCS

15 Zvino ndichaiteiko? Ndichanyengetera nomweya wangu, ndichanyengeterawo nokufunga kwangu; ndichaimba nomweya wangu, asi ndichaimbawo nokufunga kwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 14

Maonero 1 Vakorinde 14:15 akapoteredza