26 Zvino tichatiiko, hama? Kana muchiungana, mumwe nomumwe ane rwiyo, kana shoko rokurayira, chaakazarurirwa, ndimi kana kududzira. Zvose izvi ngazviitwe kuti zvisimbise kereke.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 14
Maonero 1 Vakorinde 14:26 akapoteredza