1 Vakorinde 15:1 BDMCS

1 Zvino hama, ndinoda kukuyeuchidzai vhangeri randakakuparidzirai, iro ramakagamuchira uye ramakamira mariri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 15

Maonero 1 Vakorinde 15:1 akapoteredza