1 Vakorinde 15:10 BDMCS

10 Asi nokuda kwenyasha dzaMwari ndiri zvandiri uye nyasha dzake kwandiri hadzina kuva pasina. Kwete, nokuti ndakashanda kupfuura vose, asi ndisiri ini, asi nyasha dzaMwari dzaiva neni.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 15

Maonero 1 Vakorinde 15:10 akapoteredza