1 Vakorinde 15:15 BDMCS

15 Pamusoro pezvo, tichaonekwa tiri zvapupu zvaMwari zvenhema, nokuti takapupura kuti Mwari akamutsa Kristu kubva kuvakafa. Asi haana kumumutsa kana zvirokwazvo vakafa vasingamutswi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 15

Maonero 1 Vakorinde 15:15 akapoteredza