1 Vakorinde 15:58 BDMCS

58 Naizvozvo, hama dzangu dzinodikanwa, mirai makasimba. Pashayiwe chinhu chingakuzungunusai. Muchishandira Ishe zvikuru nguva dzose, nokuti munoziva kuti kubata basa kwenyu muna She hakungavi pasina.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 15

Maonero 1 Vakorinde 15:58 akapoteredza