19 Kereke dziri mudunhu reEzhia dzinokukwazisai. Akwira naPirisira vanokukwazisai zvikuru muna She, uyewo nekereke inoungana mumba mavo.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 16
Maonero 1 Vakorinde 16:19 akapoteredza