7 Nokuti handidi kukuonai zvino nokukushanyirai ndichingopfuura bedzi; ndine tariro yokuva nemi kwechinguvana, kana Ishe akatendera.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 16
Maonero 1 Vakorinde 16:7 akapoteredza