9 Asi sezvazvakanyorwa zvichinzi:“Izvo zvisina kuonekwa neziso,kana kunzwika nenzeve;nezvisina kupinda mumurangariro womunhu,zvakagadzirirwa naMwari vaya vanomuda.”
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Vakorinde 2
Maonero 1 Vakorinde 2:9 akapoteredza